Jakobho 2:25-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Saizvozvowo, Rahabhi chifeve haana kunzi akarurama nokuda kwezvaakaita paakapa vasori imba uye akazovaendesa neimwe nzira here?

26. Sezvo muviri usina mweya wakafa, saizvozvo kutenda kusina mabasa kwakafa.

Jakobho 2