Jakobho 1:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunamata kunodikanwa naMwari Baba vedu kwakachena, uye kusina chakungapomerwa ndokuku: kuchengeta nherera nechirikadzi mukutambudzika kwavo uye nokuzvichengeta kuti urege kusvibiswa nenyika.

Jakobho 1

Jakobho 1:25-27