Jakobho 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi paanokumbira, anofanira kutenda uye asinganyunyuti, nokuti uyo anonyunyuta akaita sefungu regungwa, rinosundwa uye richimutswa-mutswa nemhepo.

Jakobho 1

Jakobho 1:5-16