Jakobho 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri, ngaakumbire kuna Mwari, anopa zvakawanda kuna vose asingatsvaki mhosva, uye achapiwa hake.

Jakobho 1

Jakobho 1:2-13