Isaya 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti mwana asati aziva kuti, ‘Baba vangu’ kana kuti, ‘Mai vangu,’ pfuma yeDhamasiko nezvakapambwa zveSamaria zvichatakurwa namambo weAsiria.”

Isaya 8

Isaya 8:2-13