Isaya 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakaenda kumuprofitakadzi, iye akatora pamuviri akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri, “Mutumidze kuti MaheriSharari-Hashi-Bhazi;

Isaya 8

Isaya 8:1-9