Isaya 8:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vanhu vachiti kwamuri bvunzai masvikiro navavuki, vanozevezera nokunguruma, ko, vanhu havangabvunzi kuna Mwari wavo here? Munobvunzirei vakafa pamusoro pavapenyu?

Isaya 8

Isaya 8:9-22