Isaya 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiri pano, navana vandakapiwa naJehovha. Tiri zviratidzo nemifananidzo muIsraeri inobva kuna Jehovha Wamasimba Ose paGomo reZioni.

Isaya 8

Isaya 8:15-22