Isaya 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndiye achava nzvimbo tsvene; asi padzimba dzose dzaIsraeri achava dombo rinoita kuti vanhu vagumburwe; nedombo rinoita kuti vapunzike. Uye kuvanhu veJerusarema iye achava musungo norugombe.

Isaya 8

Isaya 8:6-17