Isaya 7:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro Jehovha achashandisa chisvo chakakumbirwa kubva mhiri kwoRwizi, kuna mambo weAsiria, kuti avevure misoro yenyu nemvere dzomumakumbo enyu, uye kuti abvisewo ndebvu dzenyu.

Isaya 7

Isaya 7:16-25