Isaya 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzichauya dzose dzigogara mumawere emipata nomumikaha yamatombo, nomumakwenzi ose eminzwa uye napamadziva ose.

Isaya 7

Isaya 7:12-25