Isaya 66:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ani naani anobayira hando anofanana nouyo anovhuna mutsipa wembwa; ani naani anoita chipiriso chezviyo anofanana nomunhu anopa ropa renguruve, uye ani naani anopisira zvinonhuwira zvokurangaridza, anofanana nounonamata chifananidzo. Vakasarudza nzira dzavo, uye mweya yavo inofarira zvinonyangadza zvavo;

Isaya 66

Isaya 66:1-5