Haruzi ruoko rwangu rwakaita izvozvi zvose here, nokudaro zvikavapo?”ndizvo zvinotaura Jehovha.“Munhu akadai ndiye wandichakudza: iye anozvininipisa uye ane mweya wakapwanyika, uye anodedera paanonzwa shoko rangu.