Isaya 66:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuti ini nokuda kwamabasa avo nepfungwa dzavo, ndiri kuuya kuzounganidza marudzi ose nendimi dzose; vachauya uye vachaona kubwinya kwangu.

Isaya 66

Isaya 66:17-24