Isaya 66:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vaya vanozvinatsa nokuzvichenesa kuti vaende mumapindu, vachitevera munhu ari pakati paavo vanodya nyama yenguruve nembeva uye nezvimwe zvinhu zvinonyangadza, magumo avo achava mamwe chete,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Isaya 66

Isaya 66:13-24