Isaya 63:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko uyu anobva kuEdhomu, anobva kuBhozira, ane nguo dzakatsvuka seropa? Ndianiko uyu, akafuka zvinobwinya, anofamba muukuru hwesimba rake? “Ndini ndinotaura nokururama, ndine simba rokuponesa.”

Isaya 63

Isaya 63:1-3