Isaya 62:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachanzi Vanhu Vatsvene, Vakadzikinurwa vaJehovha; uye iwe uchanzi Mutsvakwa, iro Guta Risina Kuzova Dongo.

Isaya 62

Isaya 62:9-12