Isaya 62:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndudzi dzichaona kururama kwako, namadzimambo ose achaona kubwinya kwako; iwe uchadaidzwa nezita idzva richataurwa nomuromo waJehovha.

Isaya 62

Isaya 62:1-8