Isaya 62:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kweZioni handinganyarari, nokuda kweJerusarema handingarambi ndinyerere, kusvikira kururama kwake kwapenya samambakwedza, noruponeso rwake somwenje unopfuta.

Isaya 62

Isaya 62:1-5