Isaya 61:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvavo zvichazivikanwa pakati pendudzi navana vavo pakati pamarudzi. Vose vanovaona vachaziva kuti vanhu vakaropafadzwa naJehovha.”

Isaya 61

Isaya 61:1-11