Isaya 61:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuti ini, Jehovha, ndinoda kururamisira; ndinovenga kupamba nezvakaipa. Mukutendeka kwangu, ndichavapa mubayiro uye ndichaita sungano isingaperi navo.

Isaya 61

Isaya 61:2-11