Isaya 60:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo uchatarisa ugopenya, mwoyo wako uchakwata uye uchazara nomufaro; upfumi huri pamusoro pamakungwa huchauyiswa kwauri, pfuma yendudzi ichauya kwauri.

Isaya 60

Isaya 60:1-7