Isaya 60:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Simudza meso ako utarise zvakakukomberedza: vose vanoungana uye vanouya kwauri, vanakomana vako vanobva kure, uye vanasikana vako vanotakurwa pamaoko.

Isaya 60

Isaya 60:1-11