Isaya 60:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zuva harichazovi chiedza chako masikati, uye kupenya kwomwedzi hakungavi pamusoro pako, nokuti Jehovha ndiye achava chiedza chako chisingaperi, uye Mwari wako achava kubwinya kwako.

Isaya 60

Isaya 60:15-22