Isaya 60:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuita nechisimba hakuchazonzwikwi munyika yako, kana dongo kana kuparadzwa mukati memiganhu yako, asi uchatumidza masvingo ako zita rokuti Ruponeso nemasuo ako kuti Rumbidzo.

Isaya 60

Isaya 60:13-22