Isaya 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe, kusvikira riniko?” iye akapindura achiti,“Kusvikira maguta ava matongo uye pasisina anogaramo, kusvikira dzimba dzasiyiwa dzisina vanhu, neminda yaparadzwa zvachose,

Isaya 6

Isaya 6:4-13