Isaya 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ita kuti mwoyo yavanhu ava isindimare; ita kuti nzeve dzavo dzisanzwisise uye vatsinzine meso avo. Nokuti vangaona nameso avo, nokunzwa nenzeve dzavo, vakanzwisisa nemwoyo yavo, vakadzoka vakaporeswa.”

Isaya 6

Isaya 6:4-11