Isaya 59:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanochochonya mazai emvumbi, uye vanoruka dandira redandemutande. Ani naani anodya mazai avo achafa, uye rimwe rikaputsika, panochochonywa nyoka.

Isaya 59

Isaya 59:1-13