Isaya 59:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana anochemera kururamisira; hapana anokwidza mhaka yake nokutendeka. Vanongovimba negakava risina maturo uye nokureva nhema; vanoita mimba yezvakashata uye vanobereka zvakaipa.

Isaya 59

Isaya 59:1-14