Isaya 58:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo uchadana, Jehovha achakupindura; uchadanidzira uchida rubatsiro, uye iye achati: Ndiri pano.“Kana ukabvisa joko roudzvinyiriri, kutendeka nomunwe nokutaura kwakaipa,

Isaya 58

Isaya 58:5-14