Isaya 58:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye ukapa zvokudya zvako kune vane nzara uye ukagutsa vakamanikidzwa pakushaya kwavo, ipapo chiedza chako chichabuda murima, uye usiku hwako huchashanduka hukafanana namasikati.

Isaya 58

Isaya 58:9-11