Isaya 57:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakarurama vanoparara, uye hakuna anofunga izvi mumwoyo make; vanhu vanoda Mwari vanobviswa, uye hakuna anonzwisisa kuti vakarurama vanobviswa kuti vanunurwe kubva pane zvakaipa.

Isaya 57

Isaya 57:1-11