Isaya 56:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe nomumwe anodanidzira achiti, “Uyai, regai nditore waini! Regai tinwe tigute nedoro! Uye mangwana achafanana nanhasi, kana kutopfuura.”

Isaya 56

Isaya 56:5-12