Isaya 55:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Sokukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika, saizvozvo nzira dzangu dzakakwirira kupinda dzenyu, nendangariro dzangu kupfuura ndangariro dzenyu.

Isaya 55

Isaya 55:8-13