Isaya 55:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Semvura nechando zvinoburuka kubva kudenga, zvisingadzokeriko zvisina kudiridza nyika nokuita kuti ibukire nokubereka zvakawanda, kuitira kuti iberekere mudyari wembeu, uye ipe chingwa kune anodya,

Isaya 55

Isaya 55:5-13