Isaya 55:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uyai imi mose mune nyota, uyai kumvura zhinji; nemi musina mari, uyai, mutenge uye mudye! Uyai mutenge waini nomukaka pasina mari uye pasina mutengo.

Isaya 55

Isaya 55:1-11