Isaya 54:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

hapana munondo ucharwisana newe ukakunda, uye uchakonesa rurimi rumwe norumwe runokupomera mhosva. Iyi ndiyo nhaka yavaranda vaJehovha, uye uku ndiko kururamisirwa kwavo kunobva kwandiri,”ndizvo zvinotaura Jehovha.

Isaya 54

Isaya 54:7-17