Isaya 54:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Imba, iwe mukadzi asina mwana, pururudza uimbe rwiyo, pembera nomufaro, iwe usina kumborwadziwa; nokuti vana vomukadzi akasiyiwa ari oga vazhinji kupfuura veane murume,”ndizvo zvinotaura Jehovha.

Isaya 54

Isaya 54:1-3