Isaya 53:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo ndichamupa mugove pakati pavakuru vakuru, uye achagoverana zvakapambwa navane simba, nokuti akadurura upenyu hwake kusvika parufu, akaverengwa pamwe chete navadariki. Nokuti akatakura chivi chavazhinji, akanyengeterera vadariki.

Isaya 53

Isaya 53:2-12