Isaya 51:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muka, muka! Zvishongedze nesimba, iwe ruoko rwaJehovha; muka, sapamazuva akare, sapamarudzi akare. Ko, hausiwe wakagura-gura Rahabhi, ukabaya chikara chiya here?

Isaya 51

Isaya 51:2-12