Isaya 51:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hausiwe wakaomesa gungwa here, iyo mvura yokwakadzika zvikuru, ukaita mugwagwa makadzika megungwa kuitira kuti vakadzikinurwa vayambuke?

Isaya 51

Isaya 51:1-13