Isaya 51:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muka, muka! Simuka, iwe Jerusarema, iwe wakanwa kubva muruoko rwaJehovha, mukombe wehasha dzake, iwe wakasveta kusvikira wapera kuti tsvai, iwo mukombe unoita kuti vanhu vadzedzereke.

Isaya 51

Isaya 51:16-18