Isaya 51:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaisa mashoko angu mumuromo mako, ndikakufukidza nomumvuri woruoko rwangu, iye ni ndakagadzika matenga panzvimbo yawo, iyeni ndakateya nheyo dzenyika, uye ndinoti kuZioni, ‘Muri vanhu vangu.’ ”

Isaya 51

Isaya 51:10-23