Isaya 50:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Ishe Jehovha anondibatsira, handizonyadziswi. Naizvozvo ndakaita kuti chiso changu chive sebwe romusarasara, uye ndinoziva kuti handizonyadziswi,

Isaya 50

Isaya 50:1-8