Isaya 50:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakapa musana wangu kuna avo vaindirova, namatama angu kuna avo vakadzura ndebvu dzangu; Handina kuvanza chiso changu pakusekwa nokupfirwa mate.

Isaya 50

Isaya 50:1-11