Isaya 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha Wamasimba Ose akataura ndichinzwa akati, “Zvirokwazvo dzimba zhinji dzichava matongo, dzimba huru dzakanaka dzichashaya vanogaramo.

Isaya 5

Isaya 5:1-15