Isaya 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mune nhamo imi munowedzera dzimba nedzimba uye munobatanidza munda nomunda, kusvikira pasisina nzvimbo yasara uye mugogara moga munyika.

Isaya 5

Isaya 5:7-14