Isaya 49:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuti uti kunhapwa, ‘Budai,’ nokuna avo vari murima, ‘Uyai muchiedza!’“Vachadya zvokudya parutivi rwenzira, uye vachawana mafuro pazvikomo zvose zvisina zvibereko.

Isaya 49

Isaya 49:1-14