Isaya 49:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havangavi nenzara kana nyota, havangabayiwi nokupisa kwegwenga, kana nokupisa kwezuva. Iye anovanzwira tsitsi achavatungamirira, uye achavafambisa napazvitubu zvemvura.

Isaya 49

Isaya 49:9-15