Isaya 49:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti vamanikidzi vako vadye nyama yavo; vachadhakwa neropa ravo, sevadhakwa newaini. Ipapo vanhu vose vachaziva kuti ini Jehovha, ndini Muponesi wako, Mudzikinuri wako, Wamasimba Ose waJakobho.”

Isaya 49

Isaya 49:25-26